Online Bible

- Advertisements -

Estere 7:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Mambo akabva ati, “Indomusungirirai ipapo.” Saizvozvo vakandosungirira Hamani pamutandariko wemapango uya waakanga agadzirira Modhekai. Ndopakazoserera hasha dzamambo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Naiɀoɀo ʋakasuŋgirira Hamani pamatanda aakagadzirira Mordekai. Ipapo kutsamŋa kwamambo kwakanyarara.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Naizvozvo vakasungirira Hamani pamatanda aakagadzirira Modhekai. Ipapo kutsamwa kwamambo kwakanyarara.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Mambo akabva ati, “Indomusungirirai ipapo.” Saizvozvo vakandosungirira Hamani pamutandariko wemapango uya waakanga agadzirira Modhekai. Ndopakazoserera hasha dzamambo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Naizvozvo vakasungirira Hamani pamatanda aakanga agadzirira Modhekai. Ipapo kutsamwa kwamambo kwakadzikira.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

10 Naizvozvo vakasungirira Hamani pamatanda aakagadzirira Modhekai. Ipapo kutsamwa kwamambo kwakanyarara.

See the chapter Copy

Estere 7:10

Follow us:

Advertisements

Advertisements