Estere 6:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Hamani akapindura mambo achiti, “Zvingaitirwe munhu wamunenge mada kuremekedza imi mambo ndezvokuti ngapaunzwe hanzu dzoumambo, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Hamani akati kunamambo: Iye munhu mambo waanoɗa kukudza, See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Hamani akati kuna mambo, “Iye munhu, mambo waanoda kukudza, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Hamani akapindura mambo achiti, “Zvingaitirwe munhu wamunenge mada kuremekedza imi mambo ndezvokuti ngapaunzwe hanzu dzoumambo, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Naizvozvo akapindura mambo akati, “Iye munhu, mambo waanofarira kukudza, See the chapterShona BIBLE7 Hamani akati kuna mambo, “Iye munhu, mambo waanoda kukudza, See the chapter |