Estere 6:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mambo akabva ati, “Ndianiko ari munhandare umu?” Izvozvo Hamani akanga achangoti pindei munhandare yokunze yomumuzinda wamambo kuzopira kuna mambo nyaya yokuti Modhekai asungirirwe pamutandarikwa uya waakanga amugadzirira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Mambo akati: Ndianiko uri paruʋazhe? Ɀino Hamani wakaŋga apinda paruʋazhe rwokunze rweimba yamambo, aciɗa kukumbira kunamambo kuti Mordekai asuŋgirirwe pamatanda aakaŋga amugadzirira. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Mambo akati, “Ndianiko uri paruvanze?” Zvino Hamani akanga apinda paruvanze rwokunze kweimba yamambo, achida kukumbira kuna mambo kuti Modhekai asungirirwe namatanda aakanga amugadzirira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mambo akabva ati, “Ndianiko ari munhandare umu?” Izvozvo Hamani akanga achangoti pindei munhandare yokunze yomumuzinda wamambo kuzopira kuna mambo nyaya yokuti Modhekai asungirirwe pamutandarikwa uya waakanga amugadzirira. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mambo akati, “Ndiani ari muruvazhe?” Zvino Hamani akanga achangopinda muruvazhe rwokunze rwapamuzinda kuti azotaura kuna mambo maererano nokusungirira Modhekai pamatanda aakanga amisa. See the chapterShona BIBLE4 Mambo akati, “Ndianiko uri paruvanze?” Zvino Hamani akanga apinda paruvanze rwokunze kweimba yamambo, achida kukumbira kuna mambo kuti Modhekai asungirirwe namatanda aakanga amugadzirira. See the chapter |