Estere 6:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mambo akati, “Chii chaizvo chakapiwa Modhekai kuitira nyaya iyoyi chokumuremekedza kana chokumukudzawo nacho?” Machinda amambo aimushandira akati, “Hapana chaakaitirwa uya!” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ipapo mambo akati: Mordekai wakakudzwa nokurumbidzwa seiko pamsoro pecinhu ici? Ʋaranda ʋamambo ʋaimuɓatira ʋakati: Haana‐caakaitirwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Ipapo mambo akati, “Modhekai akakudzwa nokurumbidzwa seiko pamusoro pechinhu ichi?” Varanda vamambo vaimubatira vakati, “Haana chaakaitirwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mambo akati, “Chii chaizvo chakapiwa Modhekai kuitira nyaya iyoyi chokumuremekedza kana chokumukudzawo nacho?” Machinda amambo aimushandira akati, “Hapana chaakaitirwa uya!” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mambo akabvunza akati, “Modhekai akagamuchira kukudzwa nerumbidzo yei nokuda kwaizvozvi.” Varanda vake vakati, “Hapana chaakaitirwa.” See the chapterShona BIBLE3 Ipapo mambo akati, “Modhekai akakudzwa nokurumbidzwa seiko pamusoro pechinhu ichi?” Varanda vamambo vaimubatira vakati, “Haana chaakaitirwa.” See the chapter |