Estere 6:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Usiku ihwohwo, mambo haana kumborara. Akati vanhu vamuvigire bhuku rokuyeuchidza nyaya dzakamboitika reNhoroondo, dzikaverengwa pana mambo ipapo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ʋusiku ubgo mambo wakashaiwa hope, akaraira kuti ʋaʋuye nebuku yamashoko amakoronike, akaraʋirwa mambo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino usiku uhwo mambo akashaiwa hope, akaraira kuti vauye nebhuku yamashoko amakoronike, akaravirwa mambo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Usiku ihwohwo, mambo haana kumborara. Akati vanhu vamuvigire bhuku rokuyeuchidza nyaya dzakamboitika reNhoroondo, dzikaverengwa pana mambo ipapo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Usiku ihwohwo mambo akashaya hope; saka akarayira kuti mabhuku enhoroondo nezvinyorwa zvokutonga kwake zviuyiswe uye agozviverengerwa. See the chapterShona BIBLE1 Zvino usiku uhwo mambo akashaiwa hope, akaraira kuti vauye nebhuku yamashoko amakoronike, akaravirwa mambo. See the chapter |