Online Bible

- Advertisements -




Estere 5:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Hamani akaenda achifara zvikuru zvake musi iwoyo hakuzi kufara ikoko, mumwoyo asisagoni nokufara. Asi Hamani paakaona Modhekai kusuo guru rokwamambo kuye kuti haana kana kumbomusimukira kunyange kudedera pamberi pake, akaviruka nehasha kutsamwira Modhekai.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ipapo Hamani wakaenda nezuʋa iro acifara, anomŋoyo mucena; asi Hamani wakati aciʋona Mordekai pasuʋo ramambo, kuti wakaramba kumusimukira, kana kumutya, akaȿotwa kwaɀo pamsoro paMordekai.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ipapo Hamani akaenda nezuva iro achifara, ano mwoyo muchena; asi Hamani akati achiona Modhekai pasuo ramambo, kuti akaramba kumusimukira, kana kumutya, akasvotwa kwazvo pamusoro paModhekai.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Hamani akaenda achifara zvikuru zvake musi iwoyo hakuzi kufara ikoko, mumwoyo asisagoni nokufara. Asi Hamani paakaona Modhekai kusuo guru rokwamambo kuye kuti haana kana kumbomusimukira kunyange kudedera pamberi pake, akaviruka nehasha kutsamwira Modhekai.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Pazuva iro, Hamani akaenda achifara nomufaro mukuru mumwoyo make. Asi paakaona Modhekai pasuo ramambo uye akaona kuti akanga asingasimuki kana kuratidza kutya pamberi pake, akazara nehasha nokuda kwaModhekai.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

9 Ipapo Hamani akaenda nezuva iro achifara, ano mwoyo muchena; asi Hamani akati achiona Modhekai pasuwo ramambo, kuti akaramba kumusimukira, kana kumutya, akasvotwa kwazvo pamusoro paModhekai.

See the chapter Copy




Estere 5:9

Follow us:

Advertisements


Advertisements