Estere 5:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mambo akabva ati, “Kurumidzai kuunza Hamani tigoitirawo Esita zvaari kuda.” Nokudaro mambo naHamani vakasvika kumabiko akanga aitwa naEsita. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ipapo mambo akati: Hamani ŋgaacimbidzike, kuti ɀakarebga naEstere ɀiitwe. Naiɀoɀo mambo naHamani ʋakaenda kumafundo akaŋga agadzirwa naEstere. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Ipapo mambo akati, “Hamani ngaachimbidzike, kuti zvarehwa naEsiteri zviitwe.” Naizvozvo mambo naHamani vakaenda kumafundo akanga agadzirwa naEsiteri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mambo akabva ati, “Kurumidzai kuunza Hamani tigoitirawo Esita zvaari kuda.” Nokudaro mambo naHamani vakasvika kumabiko akanga aitwa naEsita. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Mambo akati, “Hamani ngaauye nokuchimbidza, kuti tiite zvinokumbirwa naEsteri.” Naizvozvo mambo naHamani vakaenda kumabiko akaitwa naEsteri. See the chapterShona BIBLE5 Ipapo mambo akati, “Hamani ngaachimbidzike, kuti zvarehwa naEsiteri zviitwe.” Naizvozvo mambo naHamani vakaenda kumafundo akanga agadzirwa naEsiteri. See the chapter |