Estere 5:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Esita ndokuti, “Kana zvichikufadzai mambo, dai mambo naHamani mukambouyawo nhasi uno kumabiko andaitira imi mambo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Estere akati: Kana mambo acifara naɀo, mambo naHamani ŋgaʋaʋuye nhasi kumafundo andakamugadzirira. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Esiteri akati, “Kana mambo achifara nazvo, mambo naHamani ngavauye nhasi kumafundo andakamugadzirira.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Esita ndokuti, “Kana zvichikufadzai mambo, dai mambo naHamani mukambouyawo nhasi uno kumabiko andaitira imi mambo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Esteri akati, “Kana zvichifadza mambo, mambo ngaauye nhasi pamwe chete naHamani, kumabiko andakugadzirirai.” See the chapterShona BIBLE4 Esiteri akati, “Kana mambo achifara nazvo, mambo naHamani ngavauye nhasi kumafundo andakamugadzirira.” See the chapter |