Online Bible

- Advertisements -

Estere 5:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Hamani akavazuwira nezvembiri yokupfuma kwake nokuwanda kwakanga kwaita vana vake nezvose zvokusumidzirwa pachigaro chepamusoro nechiremera chaakanga apiwa namambo nokuvakwidziridza kwaakanga avaita pamusoro pemachinda namakurukota amambo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Hamani akaʋarondedzera kubginya kwefuma yake, nokuwanda kwaʋana ʋake, namakudzirwe aakaitwa namambo, namapfuʋudzirwe ake aʋe mukuru kumacinda naʋaranda ʋose ʋamambo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Hamani akavarondedzera kubwinya kwepfuma yake, nokuwanda kwavana vake, namakudzirwo aakaitwa namambo, namapfuudzirwo ake ave mukuru kumachinda navaranda vose vamambo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Hamani akavazuwira nezvembiri yokupfuma kwake nokuwanda kwakanga kwaita vana vake nezvose zvokusumidzirwa pachigaro chepamusoro nechiremera chaakanga apiwa namambo nokuvakwidziridza kwaakanga avaita pamusoro pemachinda namakurukota amambo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Hamani akavarondedzera nezvepfuma yake zhinji, zvokuwanda kwavanakomana vake, uye nenzira dzose dzaakaremekedzwa nadzo namambo nokuti akakwidziridzwa sei pamusoro pamamwe makurukota navabati.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

11 Hamani akavarondedzera kubwinya kwepfuma yake, nokuwanda kwavana vake, namakudzirwo aakaitwa namambo, namapfuudzirwo ake ave mukuru kumachinda navaranda vose vamambo.

See the chapter Copy

Estere 5:11

Follow us:

Advertisements

Advertisements