Estere 5:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Zvakadaro zvazvo Hamani akazvidzora akaenda zvake kumba. Akatuma vanhu kundodaidza shamwari dzake nomudzimai wake, Zereshi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi Hamani wakaɀidzora hake akaenda kumusha; akatuma munhu kuzoɗana shamŋari dzake nomukadzi wake Zereshi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Asi Hamani akazvidzora hake akaenda kumusha; akatuma munhu kuzodana shamwari dzake nomukadzi wake Zereshi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Zvakadaro zvazvo Hamani akazvidzora akaenda zvake kumba. Akatuma vanhu kundodaidza shamwari dzake nomudzimai wake, Zereshi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zvakadaro hazvo, Hamani akazvidzora ndokubva aenda kumba. Akadana shamwari dzake pamwe chete naZereshi, mukadzi wake, See the chapterShona BIBLE10 Asi Hamani akazvidzora hake akaenda kumusha; akatuma munhu kuzodana shamwari dzake nomukadzi wake Zereshi. See the chapter |