Estere 3:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kwakatumwa vokumhanya namatsamba kunyika dzose dzamambo aiti kuparadzwe, kuurayiwe, kutsakatiswe maJudha ose zvawo; vakuru navadiki, vakadzi navana nomusi mumwechete musi wegumi nechitatu womwedzi wegumi nechipiri, mwedzi waAdhari uye kupambwe zvinhu zvavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ŋwadi dzikatumŋa nenhume dzinomhanya kumatiʋi ose enyika dzamambo, kuti ʋaJuda ʋose, ʋaɗuku naʋakuru, naʋana ʋaɗuku, naʋakadzi ʋaparadzwe nokuʋurawa nokupedzwa pazuʋa rimŋe, pazuʋa regumi namatatu romŋedzi wegumi nemiʋiri, uri mŋedzi weAdari, ʋuye nenhumbi dzaʋo dzose dzipambge; See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 N’wadhi dzikatumwa nenhume dzinomhanya kumativi ose enyika dzamambo, kuti vaJudha vose, vaduku navakuru, navana vaduku, navakadzi vaparadzwe nokuurawa nokupedzwa pazuva rimwe, pazuva regumi namatatu romwedzi wegumi nemiviri, uri mwedzi weAdhari, uye nenhumbi dzavo dzose dzipambwe; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kwakatumwa vokumhanya namatsamba kunyika dzose dzamambo aiti kuparadzwe, kuurayiwe, kutsakatiswe maJudha ose zvawo; vakuru navadiki, vakadzi navana nomusi mumwechete musi wegumi nechitatu womwedzi wegumi nechipiri, mwedzi waAdhari uye kupambwe zvinhu zvavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Matsamba aya akatumirwa navatakuri vamatsamba kunyika dzose dzamambo Zekisesi dziine murayiro wokuparadza, kuuraya, nokupedza vaJudha vose, vadiki navakuru, vakadzi navana vadiki, nokupamba zvinhu zvavo, nezuva rimwe chete, pazuva regumi namatatu romwedzi wegumi nemiviri, iwo mwedzi waAdha. See the chapterShona BIBLE13 Tsamba dzikatumwa nenhume dzinomhanya kumativi ose enyika dzamambo, kuti vaJudha vose, vaduku navakuru, navana vaduku, navakadzi vaparadzwe nokuurayiwa nokupedzwa pazuva rimwe, pazuva regumi namatatu romwedzi wegumi nemiviri, uri mwedzi weAdhari, uye nenhumbi dzavo dzose dzipambwe; See the chapter |