Online Bible

- Advertisements -

Estere 2:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Mhandara iyi yakafarirwa naHegai akabva ava kumuitira zvakanaka. Akakurumidza kumupa mafuta akewo okuzora nomugove wake wechokudya navasikana vanomwe shasha chaidzo dzomumuzinda wamambo, akamukwiridzira iye navasikana vake akamuendesa kwakanakisisa kwazvo mumba yavanhukadzi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Musikana uyu akamufadza, akanzwirwa tsitsi naye, akacimbidzika kumupa ɀaaŋgaɀinatsa naɀo, nemigoʋe yake yeɀokudya ʋuye ʋasikana ʋanomŋe ʋaakafanira kupiwa, ʋaibva paimba yamambo; akamuisa iye naʋasikana ʋake pakaŋga pakaiȿo‐naka paimba yaʋakadzi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Musikana uyu akamufadza, akanzwirwa tsitsi naye, akachimbidzika kumupa zvaangazvinatsa nazvo, nemigove yake yezvokudya uye vasikana vanomwe vaakafanira kupiwa, vaibva paimba yamambo; akamuisa iye navasikana vake pakanga pakaisvonaka paimba yavakadzi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Mhandara iyi yakafarirwa naHegai akabva ava kumuitira zvakanaka. Akakurumidza kumupa mafuta akewo okuzora nomugove wake wechokudya navasikana vanomwe shasha chaidzo dzomumuzinda wamambo, akamukwiridzira iye navasikana vake akamuendesa kwakanakisisa kwazvo mumba yavanhukadzi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Musikana akamufadza akawana nyasha kwaari. Pakarepo akamupa zvinonhuhwira zvinowedzera runako uye nezvokudya zvakatsaurwa. Akamupa vasikana vanomwe vakanga vasarudzwa kubva munhare yamambo ndokumuendesa iye navasikana vake kunzvimbo yakanga yakanakisisa muimba yavakadzi.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

9 Musikana uyu akamufadza, akanzwirwa tsitsi naye, akachimbidzika kumupa zvaangazvinatsa nazvo, nemigove yake yezvokudya uye vasikana vanomwe vaakafanira kupiwa, vaibva paimba yamambo; akamuisa iye navasikana vake pakanga pakaisvonaka paimba yavakadzi.

See the chapter Copy

Estere 2:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements