Estere 2:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Pakasvika chijana chaEsita, mwanasikana waAbhihairi babamunini vaModhekai; uya akasara omurera somwanasikana wake chokuti achindopindawo muna mambo, hapana chaakakumbira kunze kwezvaakanyeurirwa naHegai muyuniki wamambo aive nebasa rokuchengeta vakadzi. Esita aiyemurwa nomunhu wose aimuona. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino dzoro raEstere mukunda waAbihairi, ɓaɓamunini ʋaMordekai, wakaŋga amutora akamuita mukunda wake, rakati riciȿika rokupinda kunamambo, haana‐kukumbira cinhu asi iɀo ɓedzi ɀakaŋga ɀarairwa naHegai muranda wamambo, mutariri waʋakadzi. Ɀino Estere akanzirwa tsitsi naʋose ʋaimuʋona. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Zvino dzoro raEsiteri mukunda waAbhihairi, babamunini vaModhekai, akanga amutora akamuita mukunda wake, rakati richisvika rokupinda kuna mambo, haana kukumbira chinhu asi izvo bedzi zvakanga zvarairwa naHegai muranda wamambo, mutariri wavakadzi. Zvino Esiteri akanzwirwa tsitsi navose vaimuona. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Pakasvika chijana chaEsita, mwanasikana waAbhihairi babamunini vaModhekai; uya akasara omurera somwanasikana wake chokuti achindopindawo muna mambo, hapana chaakakumbira kunze kwezvaakanyeurirwa naHegai muyuniki wamambo aive nebasa rokuchengeta vakadzi. Esita aiyemurwa nomunhu wose aimuona. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Dzoro raEsteri rakati rasvika (musikana akanga atorwa kuti ave mwana naModhekai, mwanasikana wasekuru vake Abhihairi) rokuenda kuna Mambo, haana chaakakumbira kunze kwezvaakaudzwa naHegai, muranda wamambo aiva mutariri wenzvimbo yaigarwa navanhukadzi. Zvino Esteri akawana nyasha kuna vose vakamuona. See the chapterShona BIBLE15 Zvino dzoro raEsiteri mukunda waAbhihairi, babamunini vaModhekai, akanga amutora akamuita mukunda wake, rakati richisvika rokupinda kuna mambo, haana kukumbira chinhu asi izvo bedzi zvakanga zvarairwa naHegai muranda wamambo, mutariri wavakadzi. Zvino Esiteri akanzwirwa tsitsi navose vaimuona. See the chapter |