Online Bible

- Advertisements -

Estere 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Zvokunwa izvi zvaiperekerwa mumahambarara endarama namamwewo mahambarara emhando nemhando. Waini yokwamambo yaiitwa zvokutopa negombe kwazvo sokuwandawo kwewaini yokwamambo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ʋakapiwa ɀokunwa mumikombe yendarama, (asi mikombe yakaŋga isinakufanana), newaini yamambo zhinji, mambo asiŋgaʋanyimi napaɗuku.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Vakapiwa zvokunwa mumikombe yendarama, (asi mikombe yakanga isina kufanana), newaini yamambo zhinji, mambo asingavanyimi napaduku.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Zvokunwa izvi zvaiperekerwa mumahambarara endarama namamwewo mahambarara emhando nemhando. Waini yokwamambo yaiitwa zvokutopa negombe kwazvo sokuwandawo kwewaini yokwamambo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Waini yaipiwa vanhu mumidziyo yegoridhe, yakasiyana-siyana, uye waini yamambo yakanga yakawanda, samambo, asingavanyimi napaduku.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

7 Vakapiwa zvokunwa mumikombe yendarama, (asi mikombe yakanga isina kufanana), newaini yamambo zhinji, mambo asingavanyimi napaduku.

See the chapter Copy

Estere 1:7

Follow us:

Advertisements

Advertisements