Estere 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Izvozvo ainge achiratidza kuwanda kwoupfumi hwoumambo hwake norunako rwahwo nechiremera chake nomukurumbira woumambo hwake kwamazuva mazhinji, kwezana ramazuva rina mazuva makumi masere. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Akaʋaratidza fuma yoʋushe bgake bgakarumbidzwa, nokukudzwa kwoʋumambo bgake bgakaiȿo‐naka mazuʋa mazhinji, ari mazuʋa anezana namakumi masere. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Akavaratidza pfuma youshe hwake hwakarumbidzwa, nokukudzwa kwoumambo hwake hwakaisvonaka mazuva mazhinji, ari mazuva ane zana namakumi masere. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Izvozvo ainge achiratidza kuwanda kwoupfumi hwoumambo hwake norunako rwahwo nechiremera chake nomukurumbira woumambo hwake kwamazuva mazhinji, kwezana ramazuva rina mazuva makumi masere. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Akaratidza kuwanda kwepfuma youmambo hwake uye nokuyevedza nokubwinya kwoumambo hwake kwamazuva zana namakumi masere akazara. See the chapterShona BIBLE4 Akavaratidza pfuma youshe hwake hwakarumbidzwa, nokukudzwa kwoumambo hwake hwakaisvonaka mazuva mazhinji, ari mazuva ane zana namakumi masere. See the chapter |