Estere 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvino mambo akakurukura nengwazi dzavarume vaiziva zvomukore iwoyo. Ndiwo aiva maitiro amambo kune vazivisisi vomutemo nokutonga. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo mambo akati kuʋarume ʋakaŋgwara ʋaiziʋa ŋguʋa, (nokuti saiɀoɀo mambo wairaŋgana naʋose ʋaiziʋa murau neɀakatoŋgwa; See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Ipapo mambo akati kuvarume vakangwara vaiziva nguva, (nokuti saizvozvo mambo wairangana navose vaiziva murau nezvakatongwa; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvino mambo akakurukura nengwazi dzavarume vaiziva zvomukore iwoyo. Ndiwo aiva maitiro amambo kune vazivisisi vomutemo nokutonga. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo mambo akabvunza vachenjeri vaiziva murayiro uye vainzwisisa zvenguva sezvo yaiva tsika yamadzimambo kubvunza nyanzvi dzezvomurayiro nokururamisira, See the chapterShona BIBLE13 Ipapo mambo akati kuvarume vakangwara vaiziva nguva, (nokuti saizvozvo mambo wairangana navose vaiziva murau nezvakatongwa; See the chapter |