Eksodo 9:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Tenzi akatema nguva yacho achiti, “Mangwana ndiro zuva randichaita izvozvo munyika ino.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Jehova akatara ŋguʋa, akati: Maŋgwana Jehova ucaita cinhu ici munyika ino. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Zvino Jehovha akatara nguva akati, “Mangwana Jehovha achaita chinhu ichi munyika ino.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Tenzi akatema nguva yacho achiti, “Mangwana ndiro zuva randichaita izvozvo munyika ino.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Tenzi akatema nguva yacho achiti, “Mangwana ndiro zuva randichaita izvozvo munyika ino.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Jehovha akatsaura nguva uye akati, “Mangwana Jehovha achaita izvi munyika.” See the chapter |