Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 9:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 N'anga dziya dzakatadza kusvika paiva naMosesi nokuti naidzowo n'anga dzacho pamwechete navaIjipiti vose vakanga vanyenga mamota.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino ŋaŋga dzakaŋga dzisiŋgagoni kumira pamberi paMosesi nokuɗa kwamamota, nokuti mamota akaŋga ari paŋaŋga napaʋaEgipita ʋose.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino n'anga dzakanga dzisingagoni kumira pamberi paMosesi nokuda kwamamota, nokuti mamota akanga ari pan'anga napavaIjipiti vose.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 N'anga dziya dzakatadza kusvika paiva naMosesi nokuti naidzowo n'anga dzacho pamwechete navaIjipiti vose vakanga vanyenga mamota.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 N'anga dziya dzakatadza kusvika paiva naMosesi nokuti naidzowo n'anga dzacho pamwechete navaIjipiti vose vakanga vanyenga mamota.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Nʼanga hadzina kugona kumira pamberi paMozisi nokuda kwamamota akanga ari pavari uye napavaIjipita vose.

See the chapter Copy

Eksodo 9:11

Follow us:

Advertisements

Advertisements