Eksodo 8:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Matafi achakwakukira pauri iwe napavanhu vako napamachinda ako ose.’ ” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 mataca acakwira pamsoro pako napamsoro paʋanhu ʋako, napamsoro paʋaranda ʋako ʋose. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 matatya achakwira pamusoro pako napamusoro pavanhu vako, napamusoro pavaranda vako vose.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Matafi achakwakukira pauri iwe napavanhu vako napamachinda ako ose.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Matafi achakwakukira pauri iwe napavanhu vako napamachinda ako ose.’ ” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Matatya achakwira pamusoro pako napamusoro pavanhu vako napamusoro pamachinda ako ose.’ ” See the chapter |