Eksodo 8:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Kunyange ipapa, Farao akaomesa mwoyo akaramba kuti vaIsiraeri vaende. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Asi Farao wakawomesa mŋoyo wake neŋguʋa iyo ʋo, akasatendera ʋanhu kuenda. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Asi Farao akaomesa mwoyo wake nenguva iyowo, akasatendera vanhu kuenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Kunyange ipapa, Farao akaomesa mwoyo akaramba kuti vaIsiraeri vaende. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Kunyange ipapa, Farao akaomesa mwoyo akaramba kuti vaIsiraeri vaende. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Asi panguva inozve, Faro akaomesa mwoyo wake uye akaramba kutendera vanhu kuti vaende. See the chapter |