Eksodo 8:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Tenzi akaita zvakakumbirwa naMosesi akabvisa mapute enhunzi pana Farao namachinda ake navanhu vake. Hakuna kana nenhunzi imwechete yakasara. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Jehova akaita seɀakakumbira Mosesi, akabvisa mapute enhunzi kunaFarao, nokuʋaranda ʋake, nokuʋanhu ʋake; haina‐kusara kunyaŋge neimŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 Jehovha akaita sezvakakumbira Mosesi, akabvisa mapute enhunzi kuna Farao, nokuvaranda vake, nokuvanhu vake; haana kusara kunyange neimwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Tenzi akaita zvakakumbirwa naMosesi akabvisa mapute enhunzi pana Farao namachinda ake navanhu vake. Hakuna kana nenhunzi imwechete yakasara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 Tenzi akaita zvakakumbirwa naMosesi akabvisa mapute enhunzi pana Farao namachinda ake navanhu vake. Hakuna kana nenhunzi imwechete yakasara. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 uye Jehovha akaita zvaakakumbirwa naMozisi. Nhunzi dzakabva pana Faro nokumachinda ake uye nokuvanhu vake; hakuna nhunzi yakasara. See the chapter |