Eksodo 8:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Iye ndokuti, “Ita izvozvo mangwana!” Mosesi akati, “Tichaita saizvozvo. Ndipo pamuchazoziva kuti hakuna mumwe mwari angafananidzwe naTenzi, Mwari wedu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Iye akati: Maŋgwana. Akati: Ɀicaitwa seɀamareʋa; kuti muziʋe kuti hakunomumŋe wakafanana naJehova, Mŋari weɗu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Iye akati, “Mangwana.” Akati, “Zvichaitwa sezvamareva; kuti muzive kuti hakuna mumwe akafanana naJehovha, Mwari wedu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Iye ndokuti, “Ita izvozvo mangwana!” Mosesi akati, “Tichaita saizvozvo. Ndipo pamuchazoziva kuti hakuna mumwe mwari angafananidzwe naTenzi, Mwari wedu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Iye ndokuti, “Ita izvozvo mangwana!” Mosesi akati, “Tichaita saizvozvo. Ndipo pamuchazoziva kuti hakuna mumwe mwari angafananidzwe naTenzi, Mwari wedu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Faro akati, “Mangwana.” Mozisi akapindura akati, “Zvichaitika sezvamareva, kuitira kuti mugoziva kuti hakuna mumwe akaita saJehovha Mwari wedu. See the chapter |