Eksodo 7:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Hove dzose dzirimo dzichafa, mvura yacho ichanhuhwa kuti kutu. Saka vaIjipiti vachasema kunwa mvura yomuna Nairi.’ ” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Hoʋe dziri murwizi dzicafa, rwizi rucanhuwa; ʋaEgipita ʋacanetswa nokutȿaka kunwa mvura yorwizi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Hove dziri murwizi dzichafa, rwizi ruchanhuwa; vaIjipiti vachanetswa nokutsvaka kunwa mvura yorwizi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Hove dzose dzirimo dzichafa, mvura yacho ichanhuhwa kuti kutu. Saka vaIjipiti vachasema kunwa mvura yomuna Nairi.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Hove dzose dzirimo dzichafa, mvura yacho ichanhuhwa kuti kutu. Saka vaIjipiti vachasema kunwa mvura yomuna Nairi.’ ” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Hove dziri muna Nairi dzichafa, uye rwizi ruchanhuhwa; vaIjipita havazokwanisi kunwa mvura yarwo.’ ” See the chapter |