Eksodo 7:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kunyange zvakadaro, Farao akaomesa mwoyo wake akaramba kuteerera Mosesi naAroni sokutaura kwakanga kwamboita Tenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino mŋoyo waFarao ukawomeswa, akasaʋaterera; seɀakarebga naJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Zvino mwoyo waFarao ukawomeswa, akasavateerera; sezvakarehwa naJehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kunyange zvakadaro, Farao akaomesa mwoyo wake akaramba kuteerera Mosesi naAroni sokutaura kwakanga kwamboita Tenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kunyange zvakadaro, Farao akaomesa mwoyo wake akaramba kuteerera Mosesi naAroni sokutaura kwakanga kwamboita Tenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Asi mwoyo waFaro wakava wakaoma uye haana kuvateerera, sezvakanga zvarehwa naJehovha. See the chapter |