Eksodo 6:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Asi Mosesi akataura ipapo pana Tenzi achiti, “Tarisaika muone kuti ini kutaura handinyatsogona. Zvino munoti Farao anganditeererewo here?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ipapo Mosesi akati pamberi paJehova: Tarirai, ndiri munhu unemiromo isina‐kudziŋgiswa, ɀino Farao ucanditerera seiko? See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Ipapo Mosesi akati pamberi paJehovha, “Tarirai, ndiri munhu ane miromo isina kudzingiswa, zvino Farao achanditeerera seiko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Asi Mosesi akataura ipapo pana Tenzi achiti, “Tarisaika muone kuti ini kutaura handinyatsogona. Zvino munoti Farao anganditeererewo here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Asi Mosesi akataura ipapo pana Tenzi achiti, “Tarisaika muone kuti ini kutaura handinyatsogona. Zvino munoti Farao anganditeererewo here?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Asi Mozisi akati kuna Jehovha, “Sezvo ndichitaura nemiromo inokakama, Faro angateerera kwandiri seiko?” See the chapter |