Eksodo 6:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Amuramu akaroora Jokebhedhi vatete vake. Ndivo vakamuberekera Aroni naMosesi. Amuramu akagara zana ramakore rina makore matatu ana manomwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Amrami akawana Jokebedi, hanɀadzi yaɓaɓa ʋake, iye akamuɓerekera Aroni naMosesi; makore oʋupenyu bgaAmrami aiʋa makore anezana namakumi matatu namanomŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Amurami akawana Jokebhedhi, hanzvadzi yababa vake, iye akamuberekera Aroni naMosesi; makore oupenyu hwaAmurami aiva makore ane zana namakumi matatu namanomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Amuramu akaroora Jokebhedhi vatete vake. Ndivo vakamuberekera Aroni naMosesi. Amuramu akagara zana ramakore rina makore matatu ana manomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Amuramu akaroora Jokebhedhi vatete vake. Ndivo vakamuberekera Aroni naMosesi. Amuramu akagara zana ramakore rina makore matatu ana manomwe. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Amurami akawana hanzvadzi yababa vake Jokebhedhi, uyo akamuberekera Aroni naMozisi. (Amurami akararama kwamakore zana namakumi matatu namanomwe.) See the chapter |