Eksodo 6:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi Mosesi akataura pana Tenzi achiti, “Ko inga vaIsiraeri chaivo havana kunditeerera wani? Zvino iye Farao ndopaangabva anditeererawo iyeniwo zvangu ndisingagoni kutaura!” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Mosesi akataura pamberi paJehova, akati: Tarirai, ʋana ʋaIsraeri haʋana‐kunditerera; ɀino Farao uŋganditerera seiko, ini munhu unemiromo isina‐kudziŋgiswa? See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Mosesi akataura pamberi paJehovha, akati, “Tarirai, vana vaIsiraeri havana kunditeerera; zvino Farao anganditeerera seiko, ini munhu ane miromo isina kudzingiswa?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi Mosesi akataura pana Tenzi achiti, “Ko inga vaIsiraeri chaivo havana kunditeerera wani? Zvino iye Farao ndopaangabva anditeererawo iyeniwo zvangu ndisingagoni kutaura!” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Asi Mosesi akataura pana Tenzi achiti, “Ko inga vaIsiraeri chaivo havana kunditeerera wani? Zvino iye Farao ndopaangabva anditeererawo iyeniwo zvangu ndisingagoni kutaura!” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Asi Mozisi akati kuna Jehovha, “Kana vaIsraeri vasinganditeereri, Faro anganditeerera seiko, sezvo ndichitaura nemiromo inokakama?” See the chapter |