Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 5:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Vakavati, “Tenzi ngaakuonei, aone zvaangaite nemi nokuti imi mazotivengesa kwazvo naFarao namakurukota ake. Makaisa bakatwa mumaoko avo kuti vatiuraye zvavo naro.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 ʋakati kwaʋari: Jehova ŋgaakutarirei akutoŋgei, nokuti matinyadzisa pamberi paFarao naʋaranda ʋake, Mukaisa munondo muruʋoko rwaʋo wokutiʋuraya nawo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

21 vakati kwavari, “Jehovha ngaakutarirei akutongei, nokuti matinyadzisa pamberi paFarao navaranda vake, mukaisa munondo muruoko rwavo wokutiuraya nawo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Vakavati, “Tenzi ngaakuonei, aone zvaangaite nemi nokuti imi mazotivengesa kwazvo naFarao namakurukota ake. Makaisa bakatwa mumaoko avo kuti vatiuraye zvavo naro.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Vakavati, “Tenzi ngaakuonei, aone zvaangaite nemi nokuti imi mazotivengesa kwazvo naFarao namakurukota ake. Makaisa bakatwa mumaoko avo kuti vatiuraye zvavo naro.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 uye vakati, “Jehovha ngaakutarirei uye akutongei! Matiita chinhu chinonhuhwa kuna Faro namachinda ake uye maisa munondo muruoko rwavo kuti vatiuraye.”

See the chapter Copy

Eksodo 5:21

Follow us:

Advertisements

Advertisements