Eksodo 5:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Endai mundozvitsvakira moga chero kupi zvako kwamungaawanire. Asi mugwazo wenyu uchangoramba wakadaro.’ ” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Endai mumene mundoɀitorera ʋuswa pamuŋgaʋuwana, nokuti ɓasa renyu haritapudzwi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Endai mega mundozvitorera uswa pamungauwana, nokuti basa renyu haritapudzwi.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Endai mundozvitsvakira moga chero kupi zvako kwamungaawanire. Asi mugwazo wenyu uchangoramba wakadaro.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Endai mundozvitsvakira moga chero kupi zvako kwamungaawanire. Asi mugwazo wenyu uchangoramba wakadaro.’ ” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Endai mundozvitsvakira uswa kana kupi zvako kwamungahuwana, asi basa renyu haritapudzwi kana napaduku.’ ” See the chapter |