Eksodo 4:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Tenzi akati kuna Mosesi, “Zvino kana wadzokera kuIjipiti, ibva wandoitira Farao pameso pake zvishamiso zviya zvose zvandakakupa simba rokuita. Asi ndichaita kuti Farao aomese mwoyo, arege kubvumira vaIsiraeri kubva munyika make. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Jehova akati kunaMosesi: Kana wodzokera Egipita, cenjera kuti uite pamberi paFarao ɀishamiso ɀose ɀandaisa muruʋoko rwako; asi ndicawomesa mŋoyo wake, kuti arege kutendera ʋanhu kuenda. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Jehovha akati kuna Mosesi, “Kana wodzokera Ijipiti, chenjera kuti uite pamberi paFarao zvishamiso zvose zvandaisa muruoko rwako; asi ndichaomesa mwoyo wake, kuti arege kutendera vanhu kuenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Tenzi akati kuna Mosesi, “Zvino kana wadzokera kuIjipiti, ibva wandoitira Farao pameso pake zvishamiso zviya zvose zvandakakupa simba rokuita. Asi ndichaita kuti Farao aomese mwoyo, arege kubvumira vaIsiraeri kubva munyika make. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Tenzi akati kuna Mosesi, “Zvino kana wadzokera kuIjipiti, ibva wandoitira Farao pameso pake zvishamiso zviya zvose zvandakakupa simba rokuita. Asi ndichaita kuti Farao aomese mwoyo, arege kubvumira vaIsiraeri kubva munyika make. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Jehovha akati kuna Mozisi, “Paunodzokera kuIjipiti, uone kuti waita zvishamiso zvose pamberi paFaro, ndakupa simba rokuita izvozvo. Asi ndichaomesa mwoyo wake zvokuti haazotenderi vanhu kuenda. See the chapter |