Eksodo 4:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mosesi paakanga achiri kunyika yeMidhiani, Tenzi akataura kwaari achiti, “Chidzokera zvako kuIjipiti nokuti vanhu vose vaida kukuuraya vakafa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino Jehova akati kunaMosesi paMidiani: Enda, udzokere Egipita, nokuti ʋanhu ʋose ʋaitȿaka kukuʋuraya ʋakafa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi paMidhiani, “Enda, udzokere Ijipiti, nokuti vanhu vose vaitsvaka kukuuraya vakafa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mosesi paakanga achiri kunyika yeMidhiani, Tenzi akataura kwaari achiti, “Chidzokera zvako kuIjipiti nokuti vanhu vose vaida kukuuraya vakafa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Mosesi paakanga achiri kunyika yeMidhiani, Tenzi akataura kwaari achiti, “Chidzokera zvako kuIjipiti nokuti vanhu vose vaida kukuuraya vakafa.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Zvino Jehovha akanga ati kuna Mozisi ari muMidhiani, “Dzokera kuIjipiti, nokuti vanhu vose vaida kukuuraya vakafa.” See the chapter |