Eksodo 39:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 kwouya ngundu yejira rerineni rakanakaisisa nenguwani dzejira rerineni rakanakisisa kwazvo, namabhurukwa ejira rerineni rakanakisisa, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 neŋgoani yomuceka wakaiȿo‐naka, nedzimŋe ŋgoani dzakanaka dzomuceka wakaiȿo‐naka, namaburuku omuceka wakarukwa wakaiȿo‐naka, See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 nenguwani yomucheka wakaisvonaka, nedzimwe nguwani dzakanaka dzomucheka wakaisvonaka, namabhuruku omucheka wakarukwa wakaisvonaka, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 kwouya ngundu yejira rerineni rakanakaisisa nenguwani dzejira rerineni rakanakisisa kwazvo, namabhurukwa ejira rerineni rakanakisisa, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 kwouya ngundu yejira rerineni rakanakaisisa nenguwani dzejira rerineni rakanakisisa kwazvo, namabhurukwa ejira rerineni rakanakisisa, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 uye nguwani yomucheka wakaisvonaka, bhanhire romucheka romumusoro uye nenguo dzapasi dzomucheka wakarukwa zvakaisvonaka. See the chapter |