Eksodo 39:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vakagadzira tucheni tuviri twakakoswa twendarama chaiyo yakanakisisa vakatuisa panyembe iye yapadundundu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Napahomboɗo akaita ɀiketani ɀakafanana norwonzi rwendarama yakamoniwa yakaiȿo‐naka. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Napahombodo akaita zviketani zvakafanana norwonzi rwendarama yakamoniwa yakaisvonaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vakagadzira tucheni tuviri twakakoswa twendarama chaiyo yakanakisisa vakatuisa panyembe iye yapadundundu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Vakagadzira tucheni tuviri twakakoswa twendarama chaiyo yakanakisisa vakatuisa panyembe iye yapadundundu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Chidzitiro chechipfuva vakachiitirawo uketani hwakarukwa negoridhe rakaisvonaka, rwakaita setambo. See the chapter |