Eksodo 38:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 bheka pamunhu, zvichireva hafu yeshekeri romuNzvimbo Inoera pamunhu mumwe nomumwe akanga averengwa pakuverenga vanhu ikoku, kubvira kuna vaiva namakumi maviri amakore zvichikwira. Yaiva yavarume mazana matanhatu ezviuru ane zviuru zvitatu namazana mashanu ane makumi mashanu avanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Munhu mumŋe nomumŋe wakaripa beka rimŋe, iri hafu yeshekeri rimŋe, ɀicienzaniswa neshekeri rapaimba tȿene; mumŋe nomumŋe wakaɗarika kunaʋakaʋereŋgwa, wakaŋga anamakore makumi maʋiri, kana wakapfuʋura makore iwayo, ʋakaŋga ʋari ʋarume ʋaneɀuru ɀinamazana matanhatu neɀitatu namazana mashanu namakumi mashanu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Munhu mumwe nomumwe wakaripa bheka rimwe, iri hafu yeshekeri rimwe, zvichienzaniswa neshekeri rapaimba tsvene; mumwe nomumwe wakadarika kuna vakaverengwa, wakanga ana makore makumi maviri, kana wakapfuura makore iwayo, vakanga vari varume vane zviuru zvina mazana matanhatu nezvitatu namazana mashanu namakumi mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 bheka pamunhu, zvichireva hafu yeshekeri romuNzvimbo Inoera pamunhu mumwe nomumwe akanga averengwa pakuverenga vanhu ikoku, kubvira kuna vaiva namakumi maviri amakore zvichikwira. Yaiva yavarume mazana matanhatu ezviuru ane zviuru zvitatu namazana mashanu ane makumi mashanu avanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 bheka pamunhu, zvichireva hafu yeshekeri romuNzvimbo Inoera pamunhu mumwe nomumwe akanga averengwa pakuverenga vanhu ikoku, kubvira kuna vaiva namakumi maviri amakore zvichikwira. Yaiva yavarume mazana matanhatu ezviuru ane zviuru zvitatu namazana mashanu ane makumi mashanu avanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 bheka rimwe chete pamunhu, ndiyo hafu yeshekeri, zvichienderana neshekeri renzvimbo tsvene, kubva kumunhu wose akanga ayambukira kuna avo vakanga vatoverengwa, vana makore makumi maviri kana kupfuura, varume vakanga vari zviuru mazana matanhatu navatatu namazana mashanu ana makumi mashanu. See the chapter |