Eksodo 38:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ndarama yose yakashandiswa pabasa rokuvaka Nzvimbo Inoera yakanga yapirwa kuna Mwari, yairema chiuru chamakirogiramu maererano neshekeri romuNzvimbo Inoera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ndarama yose yaʋaiɓatisa nayo maɓasa ose apaimba tȿene, iyo ndarama yeɀipo, aiʋa matarenta anamakumi maʋiri namapfumbamŋe, namashekeri anamazana manomŋe namakumi matatu, ɀicienzaniswa neshekeri rapaimba tȿene. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Ndarama yose yavaibatisa nayo mabasa ose apaimba tsvene, iyo ndarama yezvipo, aiva matarenda ana makumi maviri namapfumbamwe, namashekeri ana mazana manomwe namakumi matatu, zvichienzaniswa neshekeri rapaimba tsvene. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ndarama yose yakashandiswa pabasa rokuvaka Nzvimbo Inoera yakanga yapirwa kuna Mwari, yairema chiuru chamakirogiramu maererano neshekeri romuNzvimbo Inoera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Ndarama yose yakashandiswa pabasa rokuvaka Nzvimbo Inoera yakanga yapirwa kuna Mwari, yairema chiuru chamakirogiramu maererano neshekeri romuNzvimbo Inoera. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Kuwanda kwegoridhe rose rakabva kuzvipiriso zvokuninira rakashandiswa pabasa rose rapaimba tsvene kwaiva matarenda makumi maviri namapfumbamwe namashekeri mazana manomwe ana makumi matatu, zvichienderana neshekeri renzvimbo tsvene. See the chapter |