Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 38:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Jira rokudzikatirisa pasuo rokupinda muruvanze macho rakanga rakarukwa namachira erineni akanakisisa. Rakanga rakarukirirwa richishongedzwa newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku urefu hwaro huchiita mamita mapfumbamwe, kureba kwaro mudenga kuchiita mamita maviri sezvakangoita machira okudzikatirisa enhandare iyoyo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Cidzitiro cesuʋo roruʋazhe cakaŋga cakaitwa nomusoni, neɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nomuceka wakaiȿo‐naka wakarukwa; kureɓa kwaco kwaiʋa namakubiti anamakumi maʋiri, nokukwirira paʋupamhi bgaco makubiti mashanu, ɀakafanana neɀirembedzwa ɀemiceka paruʋazhe.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Chidzitiro chesuo roruvanze chakanga chakaitwa nomusoni, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa; kureba kwacho kwaiva namakubhiti ana makumi maviri, nokukwirira paupamhi hwacho makubhiti mashanu, zvakafanana nezvirembedzwa zvemicheka paruvanze.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Jira rokudzikatirisa pasuo rokupinda muruvanze macho rakanga rakarukwa namachira erineni akanakisisa. Rakanga rakarukirirwa richishongedzwa newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku urefu hwaro huchiita mamita mapfumbamwe, kureba kwaro mudenga kuchiita mamita maviri sezvakangoita machira okudzikatirisa enhandare iyoyo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Chidzitiro chomukova wokupinda muruvazhe chaiva chewuru yebhuruu, nepepuru netsvuku uye nomucheka wakarukwa zvakaisvonaka, basa romuruki. Chakanga chakareba makubhiti makumi maviri, chakaita sechidzitiro chaparuvazhe, makubhiti mashanu kukwirira kwacho,

See the chapter Copy

Eksodo 38:18

Follow us:

Advertisements

Advertisements