Eksodo 38:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kumusuo wayo, kumabvazuva kwaiva neane mamita makumi maviri ana mamita maviri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kurutiʋi rwamabvazuʋa kunotarira kumabvazuʋa kwaiʋa namakubiti makumi mashanu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Kurutivi rwamabvazuva kunotarira kumabvazuva kwaiva namakubhiti makumi mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kumusuo wayo, kumabvazuva kwaiva neane mamita makumi maviri ana mamita maviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kumusuo wayo, kumabvazuva kwaiva neane mamita makumi maviri ana mamita maviri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Kumucheto wokumabvazuva, wakananga kunobuda nezuva, kwaivawo noupamhi hwamakubhiti makumi mashanu. See the chapter |