Eksodo 38:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kuchamhembe, kwaiva nourefu hwaiita mamita makumi mana ana mamita mana, akaita mapango awo makumi maviri, nezvigadzikiro zvawo zvendarira makumiwo maviri. Asi zvipikiri nembariro dzokupfekera machira iwayo zvakanga zviri zvesirivha. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Kurutiʋi rwokumsoro kwaiʋa namakubiti anezana, nembiru dzayo dzinamakumi maʋiri, neɀigadziko ɀadzo ɀinamakumi maʋiri ɀendarira, neɀikorekedzo ɀembiru neɀindori ɀadzo ɀaiʋa ɀesirveri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Kurutivi rwokumusoro kwaiva namakubhiti ane zana, nembiru dzayo dzina makumi maviri, nezvigadziko zvadzo zvina makumi maviri zvendarira, nezvikorekedzo zvembiru nezvindori zvadzo zvaiva zvesirivha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kuchamhembe, kwaiva nourefu hwaiita mamita makumi mana ana mamita mana, akaita mapango awo makumi maviri, nezvigadzikiro zvawo zvendarira makumiwo maviri. Asi zvipikiri nembariro dzokupfekera machira iwayo zvakanga zviri zvesirivha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Kuchamhembe, kwaiva nourefu hwaiita mamita makumi mana ana mamita mana, akaita mapango awo makumi maviri, nezvigadzikiro zvawo zvendarira makumiwo maviri. Asi zvipikiri nembariro dzokupfekera machira iwayo zvakanga zviri zvesirivha. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Rutivi rwokumusorowo rwakanga runa makubhiti zana pakureba uye rwakanga rune matanda makumi maviri nezvigadziko zvendarira, ine zvikorekedzo zvesirivha nezvisungo pamusoro pamatanda. See the chapter |