Eksodo 37:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Atari iyoyo yakanamirirwa nendarama chaiyo yakanakisisa nenhivi dzayo dzose nezvinenge nyanga zviya zvapamusoro pamakona ayo. Pamusoro peatari pakapenderwa nomukombero wendarama. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Akaifukidza nendarama yakaiȿo‐naka, kumsoro kwayo, nenhiʋi dzayo dzose, nenyaŋga dzayo; akaiitira ʋo hata yendarama yakaŋga yakaipotedza. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Akaifukidza nendarama yakaisvonaka, kumusoro kwayo, nenhivi dzayo dzose, nenyanga dzayo; akaiitirawo hata yendarama yakanga yakaipoteredza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Atari iyoyo yakanamirirwa nendarama chaiyo yakanakisisa nenhivi dzayo dzose nezvinenge nyanga zviya zvapamusoro pamakona ayo. Pamusoro peatari pakapenderwa nomukombero wendarama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Atari iyoyo yakanamirirwa nendarama chaiyo yakanakisisa nenhivi dzayo dzose nezvinenge nyanga zviya zvapamusoro pamakona ayo. Pamusoro peatari pakapenderwa nomukombero wendarama. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Vakafukidza pamusoro payo nokumativi ose uye nenyanga, negoridhe rakaisvonaka, uye vakagadzira hata yakaipoteredza. See the chapter |