Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 37:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Akaveza mapango omuunga ndokugadzira atari yokupisira rusenzi. Yakanga yakaenzana mativi ose ari mana. Urefu hwayo hwaiva masendimita makumi mana ana masendimita mashanu, upamhi hwayo huchiita masendimita makumi mana ana masendimita mashanu. Kukwira kwayo mudenga kwaiita masendimita makumi mapfumbamwe. Zvinenge nyanga zviri pamusoro pamakona ayo zvakavezwa zvakabatanidzwa nayo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Akaita ʋo artari yeɀinonhuwira nomuakasia; kureɓa kwayo kwakaŋga kuri kubiti rimŋe, noʋupamhi bgayo kubiti rimŋe ɀe; nhiʋi dzose inna dzakaŋga dzakaenzana; kukwirira kwayo kwaiʋa makubiti maʋiri, nenyaŋga dzayo dzakaŋga dziri cinhu cimŋe cete nayo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Akaitawo atari yezvinonhuwira nomuakasia; kureba kwayo kwakanga kuri kubhiti rimwe, noupamhi hwayo kubhiti rimwezve; nhivi dzose ina dzakanga dzakaenzana; kukwirira kwayo kwaiva makubhiti maviri, nenyanga dzayo dzakanga dziri chinhu chimwe chete nayo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Akaveza mapango omuunga ndokugadzira atari yokupisira rusenzi. Yakanga yakaenzana mativi ose ari mana. Urefu hwayo hwaiva masendimita makumi mana ana masendimita mashanu, upamhi hwayo huchiita masendimita makumi mana ana masendimita mashanu. Kukwira kwayo mudenga kwaiita masendimita makumi mapfumbamwe. Zvinenge nyanga zviri pamusoro pamakona ayo zvakavezwa zvakabatanidzwa nayo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Vakaita aritari yezvinonhuhwira namatanda omuunga. Yakanga yakaenzana mativi ose ari mana, yakareba kubhiti rimwe chete uye kubhiti rimwe chete paupamhi, uye makubhiti maviri pakukwirira kwayo, nyanga dzayo dziri chinhu chimwe chete nayo.

See the chapter Copy

Eksodo 37:25

Follow us:

Advertisements

Advertisements