Eksodo 37:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Hunde yechigadzikiro pachayo pakanamatidzwa maruva mana ainge maruva omuarimondi akazaruka naasati azaruka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋuye pacigadziko pakaŋga panotumbiya tunna twakaŋga twakaʋumbga samaruʋa omuamanda, namafundo atwo, namaruʋa atwo; See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Uye pachigadziko pakanga panotumbiya tuna twakanga twakaumbwa samaruva omuamanda, namafundo atwo, namaruva atwo; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Hunde yechigadzikiro pachayo pakanamatidzwa maruva mana ainge maruva omuarimondi akazaruka naasati azaruka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Hunde yechigadzikiro pachayo pakanamatidzwa maruva mana ainge maruva omuarimondi akazaruka naasati azaruka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Uye pamusoro pechigadziko chomwenje paiva nemikombe mina yakanga yakaumbwa seruva romuarimondi namabukira uye namaruva makuru. See the chapter |