Eksodo 37:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Chaiva namapazi matanhatu aibva pachiri, chaiti uku matatu, uku matatu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 kumatiʋi aco kukaɓuɗa mataʋi matanhatu, mataʋi matatu ecigadziko kunorumŋe rutiʋi rwaco, namataʋi matatu ecigadziko kunorumŋe rutiʋi rwaco. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 kumativi acho kukabuda matavi matanhatu, matavi matatu echigadziko kuno rumwe rutivi rwacho, namatavi matatu echigadziko kuno rumwe rutivi rwacho. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Chaiva namapazi matanhatu aibva pachiri, chaiti uku matatu, uku matatu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Chaiva namapazi matanhatu aibva pachiri, chaiti uku matatu, uku matatu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Mapazi matanhatu akaiswa kubva kumativi echigadziko chomwenje, matatu kurutivi rumwe chete uye mamwe matatu kuno rumwe rutivi. See the chapter |