Eksodo 37:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Akaveza mapango omuunga okutakurisa teburu yacho, akaanamira nendarama. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Akaita matanda omuakasia, akaafukidza nendarama, kuti tafura itakurwe nawo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Akaita matanda omuakasia, akaafukidza nendarama, kuti tafura itakurwe nawo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Akaveza mapango omuunga okutakurisa teburu yacho, akaanamira nendarama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Akaveza mapango omuunga okutakurisa teburu yacho, akaanamira nendarama. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Mapango okutakura tafura akagadzirwa namatanda omuunga uye akanga akafukidzwa negoridhe. See the chapter |