Eksodo 37:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akaigadzirira maringi endarama mana okupfekera mapango okuitakurisa, akaaisa pamakona mana apamakumbo ayo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Akaiitira ɀindori ɀinna ɀendarama, akaisa ɀindori pamakona manna aiʋa pamakumbo ayo manna. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Akaiitira zvindori zvina zvendarama, akaisa zvindori pamakona mana aiva pamakumbo ayo mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akaigadzirira maringi endarama mana okupfekera mapango okuitakurisa, akaaisa pamakona mana apamakumbo ayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akaigadzirira maringi endarama mana okupfekera mapango okuitakurisa, akaaisa pamakona mana apamakumbo ayo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Vakaumba mhete ina dzegoridhe dzetafura uye vakadzisungirira pamakona mana, paya pakanga pana makumbo. See the chapter |