Eksodo 37:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Akagadzirawo teburu yomuti womuunga, urefu hwayo hwaiita makumi masere amasendimita ana masendimita masere, upamhi hwayo huchiita masendimita makumi mana ana masendimita mana, udzami hwayo huchiita masendimita makumi matanhatu ana masendimita matanhatu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Akaita ʋo tafura yamatanda omuakasia; kureɓa kwayo kwaiʋa makubiti maʋiri, noʋupamhi bgayo kubiti rimŋe, nokukwirira kwayo kubiti rimŋe nehafu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Akaitawo tafura yamatanda omuakasia; kureba kwayo kwaiva makubhiti maviri, noupamhi hwayo kubhiti rimwe, nokukwirira kwayo kubhiti rimwe nehafu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Akagadzirawo teburu yomuti womuunga, urefu hwayo hwaiita makumi masere amasendimita ana masendimita masere, upamhi hwayo huchiita masendimita makumi mana ana masendimita mana, udzami hwayo huchiita masendimita makumi matanhatu ana masendimita matanhatu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Akagadzirawo teburu yomuti womuunga, urefu hwayo hwaiita makumi masere amasendimita ana masendimita masere, upamhi hwayo huchiita masendimita makumi mana ana masendimita mana, udzami hwayo huchiita masendimita makumi matanhatu ana masendimita matanhatu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vakagadzira tafura namatanda omuunga, yakareba makubhiti maviri, uye kubhiti rimwe chete paupamhi, uye kubhiti rimwe chete nehafu pakukwirira. See the chapter |