Eksodo 36:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Varume vose vaiva noruzivo rwokuita mabasa pakati penyanzvi dzakanga dzauya, vakagadzira tendhe rinoera vachiritenderedza namachira makuru okudzikatirisa gumi namaviri, erineni akanakisisa newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku, akarukirirwa zvakanakisisa makerubhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino ʋarume ʋose ʋaiʋa nemŋoyo yakaŋgwara pakati paʋaɓati ʋakaita tabernakeri namacira anegumi; ʋakaɀiita nemiceka yakarukwa yakaiȿo‐naka, neɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, ɀinamakerubi; raiʋa ɓasa romuɓati waigona kuɓata. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Zvino varume vose vaiva nemwoyo yakangwara pakati pavabati vakaita tabhenakeri namachira ane gumi; vakazviita nemicheka yakarukwa yakaisvonaka, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, zvinamakerubhi; raiva basa romubati waigona kubata. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Varume vose vaiva noruzivo rwokuita mabasa pakati penyanzvi dzakanga dzauya, vakagadzira tendhe rinoera vachiritenderedza namachira makuru okudzikatirisa gumi namaviri, erineni akanakisisa newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku, akarukirirwa zvakanakisisa makerubhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Varume vose vaiva noruzivo rwokuita mabasa pakati penyanzvi dzakanga dzauya, vakagadzira tendhe rinoera vachiritenderedza namachira makuru okudzikatirisa gumi namaviri, erineni akanakisisa newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku, akarukirirwa zvakanakisisa makerubhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Varume vose vounyanzvi vakaita tabhenakeri nezvidzitiro gumi zvemicheka yakarukwa zvakaisvonaka newuru yebhuruu, pepuru netsvuku, namakerubhi akasonerwa mazviri nemhizha ino unyanzvi. See the chapter |