Eksodo 36:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akabatanidza pamwechete machira mashanu pawo oga, ndokubatanidzawo pamwechete mamwe machira matanhatu pawo oga. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Akaɓatanidza macira mashanu pamŋe cete, namacira matanhatu pamŋe cete ɀe; See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Akabatanidza machira mashanu pamwechete, namachira matanhatu pamwechetezve; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akabatanidza pamwechete machira mashanu pawo oga, ndokubatanidzawo pamwechete mamwe machira matanhatu pawo oga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Akabatanidza pamwechete machira mashanu pawo oga, ndokubatanidzawo pamwechete mamwe machira matanhatu pawo oga. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Vakabatanidza zvidzitiro zvishanu pamwe chete kuti zvive mubatanidzwa mumwe chete, uye zvimwe zvitanhatu kuti zvive pamwe chete. See the chapter |