Eksodo 35:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Mosesi akaudza vaIsiraeri kuti, “Chinzwaika, Tenzi akadoma nezita Bhezarieri, mwanakomana waUri, muzukuru waHuru wedzinza rokwaJudha, akamusarudza. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀino Mosesi akati kuʋana ʋaIsraeri: Tarirai, Jehova wakaɗana nezita rake Bezareri, mŋanakomana waUri, mŋanakomana waHuri, worudzi rwaJuda, See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Zvino Mosesi akati kuvana vaIsiraeri, “Tarirai, Jehovha wakadana nezita rake Bhezareri, mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Mosesi akaudza vaIsiraeri kuti, “Chinzwaika, Tenzi akadoma nezita Bhezarieri, mwanakomana waUri, muzukuru waHuru wedzinza rokwaJudha, akamusarudza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Mosesi akaudza vaIsiraeri kuti, “Chinzwaika, Tenzi akadoma nezita Bhezarieri, mwanakomana waUri, muzukuru waHuru wedzinza rokwaJudha, akamusarudza. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Ipapo Mozisi akati kuvaIsraeri, “Tarirai, Jehovha asarudza Bhezareri mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha, See the chapter |