Eksodo 34:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 “Rega kupira ropa rechibayiro changu pamwechete nechingwa chine mbiriso. Nyama inosara pazuva guru rePasika ngairege kufuma mangwana acho ichiripo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Usaʋuya neropa reciɓayiro caŋgu pamŋe cete neciŋgwa cakaʋiriswa; ʋuye ciɓayiro comutambo wepaseka ŋgacirege kuʋata ʋusiku kuȿikira maŋgwana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 “Usauya neropa rechibayiro changu pamwechete nechingwa chakaviriswa; uye chibayiro chomutambo wePasika ngachirege kuvata usiku kusvikira mangwana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 “Rega kupira ropa rechibayiro changu pamwechete nechingwa chine mbiriso. Nyama inosara pazuva guru rePasika ngairege kufuma mangwana acho ichiripo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 “Rega kupira ropa rechibayiro changu pamwechete nechingwa chine mbiriso. Nyama inosara pazuva guru rePasika ngairege kufuma mangwana acho ichiripo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 “Musapa kwandiri ropa rezvibayiro pamwe chete nechinhu chipi zvacho chine mbiriso, uye musarega chimwe chezvibayiro zvoMutambo wePasika chichisara kusvikira mangwanani. See the chapter |