Eksodo 33:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vanhu vakati vachinzwa mashoko akaipa kudai, vakachema. Vose vakarega kupfeka zvishongo zvavo zvendarama. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino ʋanhu ʋakati ʋacinzwa mashoko iwayo akaipa, ʋakacema; kwakaŋga kusinomunhu wakashoŋga ɀishoŋgo ɀake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Zvino vanhu vakati vachinzwa mashoko iwayo akaipa, vakachema; kwakanga kusina munhu wakashonga zvishongo zvake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vanhu vakati vachinzwa mashoko akaipa kudai, vakachema. Vose vakarega kupfeka zvishongo zvavo zvendarama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vanhu vakati vachinzwa mashoko akaipa kudai, vakachema. Vose vakarega kupfeka zvishongo zvavo zvendarama. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vanhu vakati vachinzwa mashoko anotambudza aya, vakatanga kuchema uye hapana munhu akashonga zvinoyevedza. See the chapter |